Nothing found
Thank you! Your submission has been received!
Oops! Something went wrong while submitting the form.

Mishonga yeHIV kanaPrEP inogonna kusapindiran here nema trans hormones?

Haasi vazhinji voshandisa mahomornes senzira yokuchengeta hutano hwakananga nekuve mukadzi kana murume. Parizvino hapana hukama hwekupesana hunozivikanwa pakati pemhando ipi neipi yeHormone replacement therapy uye PrEP. 

Tarisa iyi imwe miniti video kubva kune Greater Than AIDS kune zvakawanda. (Link iyi inokuendesai kuchinyorwa chizere chechirungu)