Nothing found
Thank you! Your submission has been received!
Oops! Something went wrong while submitting the form.

Chii chinondiisa pangozi yeHIV?

Kusvoda, kututumisana namaoko, kubvongodza munhu akapfeka nhumbi hazina njodzi yokubata hutachiwana. Nzira yokushandisa muromo, kuve pasi kana pamusoro makapfeka condom zvine chikamu chepasi zvikuru chokutapurirwa kana kutapurira mumwe hutachiwana. Kuve pamusoro usina kupfeka condom kunenjodzi diki pane keve pasi usina condom.

Izvi zvinoshanda chete kune HIV, kwete kune zvimwe zvirwere zvakadai seSyphilis, gonorrhea, chlamydia, kana hepatitis.